KwaunobvaDuramazwiDdhoma

Duramazwi

dhoma

Zvinoreva

(manje) Kudhoma kuverenga zvikuru kuti ubate zvose zvaunoverenga, kunyanya kana wakatarisana nebvunzo.

1

(manje) Kudhoma kuverenga zvikuru kuti ubate zvose zvaunoverenga, kunyanya kana wakatarisana nebvunzo.

Chidhoma chinhu chinoshandiswa nemuroyi kurova vapenyu kuti varware kana kufa.

Muroyi munhu anoshandisa mishonga nezvidhoma kukuvadza kana kuuraya vamwe.

Chidhoma mweya womunhu akafa unoshandiswa nemuroyi kurova vapenyu kuti varware kana kufa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhometiri

Dhometiri imba huru inorara vanhu vakawanda, inowanikwa pakaipa sepachikoro.

Verenga

Swipe for the next word