Duramazwi
Zvinoreva
Kupipitira kutakura zvinhu zvakawanda kusvikira zvatsokerana, pasisina nzvimbo yokuisa zvimwe.
1

Ini handidi zvokupipitira motokari yangu nevanhu, kuita sechovha kudaro.
Kupipitira kutakura zvinhu zvakawanda kusvikira zvatsokerana, pasisina nzvimbo yokuisa zvimwe.
2
Kupipitira kufamba uchiratidza kuti wakaremerwa nezvawakatakura.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pipitu
Kuti pipitu kusimudza zvinhu zvinorema kuti ugozozvitakura.
VerengaSwipe for the next word