Duramazwi
Zvinoreva
Kusvitsa.
1
Kusvitsa.
Kupira nyaya kuipinza mudare, kana kuti kuisvitsa padanho repamusoro rinotevera.
Kukupira-kupira mvura mumuviri kugeza zvechimbichimbi zvisingadi sipo kana tauro.
2
Kupira nyaya kuipinza mudare, kana kuti kuisvitsa padanho repamusoro rinotevera.
3
Kupira kuita zvira-ngo zvokushumira midzimu.
4
Kana vatenderi vachipira miteuro kuna Mwari vanenge vachiita minamato nekuimba, vachisvitsa mafaro nezvichemo zvavo kuna Mwari.
5
Kupira bhora kuripfuudza richienda kune mumwe wechikwato chako.
Vamwe vatambi vanotadza bhora pamusaka pekura-mba vanaro, vasingaripire kune vamwe kuti riende mberi.
Zvakafanana
-kwidza · -teura · baira
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03piramidhi
pyramid
VerengaSwipe for the next word