KwaunobvaDuramazwiZzvipira

Duramazwi

zvipira

Zvinoreva

Kuzvipira kusava nehanya nezvinogona kuitika kwauri mushure mekutora rimwe danho.

1

Kuzvipira kusava nehanya nezvinogona kuitika kwauri mushure mekutora rimwe danho.

Varwi verusununguko vainge vakazvipira kusunungura nyika yedu; nekudaro vaisatya kufa.

Akange azvipira kufesana nemuvengi wake aizviudza kuti chinouya chinomuwana ari paBatakue.

Kudyidzana uku kunongoitika chete pakati pevanhu vaviri kana kudarika avo vanenge vazvipira kushanda pamw echete.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word