Duramazwi
Zvinoreva
Kana muchipirira vamwe munenge muchiita zvirango zve-mhiramidzimu pachenyu moga, muine chinangwa chokuti zvinhu zvingonakira veimba yenyu chete, zvimwe zvose zvakaipa zvichisundirwa kune vedzimwe dzimba mumhuri iyoyo.

Kana chinhu chichinzi chinotapirira chinenge chichinakidza kunzwa kana kuona.
Kana chinhu chichinzi chinotapirira chinenge chichinaka zvishoma shoma kana ukachiisa parurimi.
Bura chirimwa chinoibva chakabumba muvhu, chinotapirira chaizvo, chinogona kudyiwa chakadaro kana kubikwa nokunwiswawo tii.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03piritsi
pill
VerengaSwipe for the next word