KwaunobvaDuramazwiPpiripitika

Duramazwi

piripitika

-bvarapfata

Zvinoreva

Kupiripitika kunetseka kwemunhu kana mhuka, kuedza kuzvibvisa painenge yakasungwa kana kubatwa zvakasimba.

1

Kupiripitika kumhanya pamwe chete kwemhuka dzakati wandei.

2

Zvakafanana

-bvarapfata

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pirira

Kana muchipirira vamwe munenge muchiita zvirango zve-mhiramidzimu pachenyu moga, muine chinangwa chokuti zvinhu zvingonakira veimba yenyu chete, zvimwe zvose zvakaipa zvichisundirwa kune vedzimwe dzimba mumhuri iyoyo.

Verenga

Swipe for the next word