Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti piripiti kumhanya kunoita mhuka dzakawanda panguva imwe chete.
Inzwi rematare mushure menguva yerusununguko.

Kuti piripiti piripiti kunetseka kunenge kuchiita munhu akasungwa kana mhuka yakasungwa, sezvingaita n'ombe ichiedza kuzvisunungura pajoki.

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03piripiti piripiti
Kuti piripiti piripiti kunetseka kunenge kuchiita munhu akasungwa kana mhuka yakasungwa, sezvingaita n'ombe ichiedza kuzvisunungura pajoki.
VerengaSwipe for the next word