Duramazwi · zita
piritsi
pill · tablet
Duramazwi · zita
pill · tablet
Piritsi mushonga wakaitwa kagodo kadiki kanonwiwa pakudzivirira kana kuti kurapa urwere.
Piritsi mushonga wakaitwa kagodo kadiki kanonwiwa pakudzivirira kana kuti kurapa urwere.
Dondisvitsawo mvura ndinwe piritsi rangu remasikati, ndichangopedza kudya kudai.
Vaingopihwa tuma piritsi nemadoctors.
Piritsi mushonga wakaita tugodo tunonwiwa pazuva nevanhukadzi senzira yekudzivirira pamuviri.
Duramazwi
01 / 03piriva
Kuti piriva kuzeza kuita chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word