KwaunobvaDuramazwiNnunura

Duramazwi

nunura

rescue

-takamutsa-dzivirira

Zvinoreva

Kana munhu achinunura anenge achiburitsa mumwe munjo-dzi yaanenge apinda.

1

Kana munhu achinunura anenge achiburitsa mumwe munjo-dzi yaanenge apinda.

Nyika dzinonunurana munguva dzamatambudziko makuru.

Zvanhasi ndirikuda kuedza kukununura mumatope mawakuzvinyudza umu.

Kana munhu achinunura anenge achiburitsa mumwe munjo-dzi yaanenge apinda.

Zvakafanana

-takamutsa · -dzivirira

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nunuva nunuva

Kuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita saanoteta kutsika pasi.

Verenga

Swipe for the next word