KwaunobvaDuramazwiNnunuvara

Duramazwi

nunuvara

Zvinoreva

Kununuvara kufamba munhu akakombamira mberi nekuda kweurwere.

1

Kununuvara kufamba munhu akakombamira mberi nekuda kweurwere.

Ndaifamba ndakanunuvara pandairwara nomusana.

Kununuvara kuratidza shungu dzakawandisa komunhu apererwa nemazano.

2

Kununuvara kuratidza shungu dzakawandisa komunhu apererwa nemazano.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nunuzira

Kana munhu achidya achinunuzira anenge achidya zvishoma nezvishoma, asingadi kuti zvaanodya zvinonaka zvikasike kupera.

Verenga

Swipe for the next word