KwaunobvaDuramazwiNnunuzira

Duramazwi

nunuzira

Zvinoreva

Kana munhu achidya achinunuzira anenge achidya zvishoma nezvishoma, asingadi kuti zvaanodya zvinonaka zvikasike kupera.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nutsa

Kunutsa kuchengeta mwana kubva muhwana udiki kusvikira ave munhu mukuru.

Verenga

Swipe for the next word