KwaunobvaDuramazwiDdakashura

Duramazwi

dakashura

-dakamura-dakanura

Zvinoreva

Kana uchidakashura chikafu unenge uchinyatsochidya uchida kunzwa manakiro chaiwo achinoita.

1

Zvakafanana

-dakamura · -dakanura

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word