Duramazwi
Zvinoreva
Kudzimara.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza pakasvika chiito.
1
Kudzimara.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza mberimberi kunozogumira zviri kutaurwa. Ndakamuda kudakara afa.
2
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza pakasvika chiito.
Ndakamuda dakara afa.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza mberimberi kunozogumira zviri kutaurwa. Ndakamuda kudakara afa.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dakashura
Kana uchidakashura chikafu unenge uchinyatsochidya uchida kunzwa manakiro chaiwo achinoita.
VerengaSwipe for the next word