KwaunobvaDuramazwiDdaka

Duramazwi · zita

daka

animosity · antagonism · feud

Zvinoreva

Daka ruvengo rwakadzama, rwunotora nguva yakareba rwunoitika pakati pavanhu.

1

Daka ruvengo rwakadzama, rwunotora nguva yakareba rwunoitika pakati pavanhu.

Mukoma uyu nemunin'ina wake vane daka rokuti, kana kukwazisana chaiko, havagoni.

Kuroora mukadzi roora muroyi unofuma wowana chinokurwisira daka.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dakadza

Kana zvinhu zvichidakadza zvinenge zvichiita kuti unzwe kusununguka kana kufaranuka.

Verenga

Swipe for the next word