Duramazwi · zita
chigumbu
grievance · grudge
Duramazwi · zita
grievance · grudge
Chigumbu kuva nenyaya yakakutsamwisa, iyo inokurwadza, uye yausati waregerera akaiita.
Chigumbu kuva nenyaya yakakutsamwisa, iyo inokurwadza, uye yausati waregerera akaiita.
Ndine chigumbu nemukuwasha anogarorova mwana wangu.
Kuregerera kubvisa chigumbu kana hasha mumwoyo wako kumunhu anenge akukanganisira.
Duramazwi
01 / 03chigumegume
lasting
VerengaSwipe for the next word