KwaunobvaDuramazwiNnhuna

Duramazwi · zita

nhuna

nzuu

Zvinoreva

[nhunha] Nhuna ndezvinokonzera kuti munhu atsamwe kana kuti ashunguridzike.

1

[nhunha] Nhuna ndezvinokonzera kuti munhu atsamwe kana kuti ashunguridzike.

Mushandi wese ane kodzero yekuenda kunotsutsumwa kuvakuru kana ane nhuna dzaainadzo.

Zvakafanana

nzuu

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhundetunde

Nhundetunde kunzwa kuda kuenda kunoita weti kakawanda panguva diki.

Verenga

Swipe for the next word