KwaunobvaDuramazwiNnhundirana

Duramazwi · zita

nhundirana

Zvinoreva

Nhundirana kuitirana zvinhu zvinotsamwisa kwevanhu vasiri kuwirirana pamusoro pechimwe chinhu.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nhundu

[nhende, mhundu] Nhundu chiimba chemago.

Verenga

Swipe for the next word