Duramazwi
Zvinoreva
Kuvivana kurwisana kana kudzingirirana kwenguva refu kwevanhu vakatsamwisana.
1
Kuvivana kurwisana kana kudzingirirana kwenguva refu kwevanhu vakatsamwisana.
Kuvivana kurwisana kana kudzingirirana kwenguva refu kwevanhu vakatsamwisana.
Murava chikwenzi chinoita tumvere kubvira kumapazi, mashizha kusvikira kuzvivana zvachinobereka.
Mufeso kasora kanotanda nokubereka zvivana zvinobaya, kanoita mashizha anobuda muto unorera kana akwizwa mumvura.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vizhu
Kuti vizhu kudonha kwechinhu chine munhu mukuru.
VerengaSwipe for the next word