KwaunobvaDuramazwiVvizhura

Duramazwi

vizhura

Zvinoreva

Kana munhu achinzi avizhura anenge awana zvinhu zvakawanda kana chinhu chikuru kudarika zvanga zvichifungidzirwa.

1

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vobwo

Kana vanhu vachinzi ndivo vobwo vanenge varivo vagari venzvimbo iri kutaurwa nezvayo.

Verenga

Swipe for the next word