Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vachinzi ndivo vobwo vanenge varivo vagari venzvimbo iri kutaurwa nezvayo.
1

Vobwo izwi rinoshandiswa kureva hama dzepedo dzemunhu anenge achitaurwa nezvake.

Kana vanhu vachinzi ndevobwo vanenge vari veimba youshe kana kuti vachibva kumhuri ine upfumi.
2

3

Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vocals
vocals
VerengaSwipe for the next word