Duramazwi01 / 03vongaKana munhu achivonga anenge achitaura mazwi ekufarira nekurumbidzwa zvaanenge aitirwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03vovoraKuvovora kuchema kukuru, kungaitwa nomunhu achiratidza kurwadziwa kana shungu dzakanyanya.Verenga→