Duramazwi
vonga
-tenda
Duramazwi
Kana munhu achivonga anenge achitaura mazwi ekufarira nekurumbidzwa zvaanenge aitirwa.
Kana munhu achivonga anenge achitaura mazwi ekufarira nekurumbidzwa zvaanenge aitirwa.
Kana mudumbu muchizvonga munenge muchirwadza muchiita ura sehuri kusungana mukati.
Kubhosvonga kukwesha kana kukwiza muviri kuti tsvina ibve kazhinji pakugeza.
Kana munhu achivonga anenge achitaura mazwi ekufarira nekurumbidzwa zvaanenge aitirwa.
-tenda
Duramazwi
01 / 03votyo
Kuti votyo kupinda mumba nekukasira uchitiza chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word