Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akakuitira zvakanaka, iwe ukamutusa unenge wamutenda nokumuitira zvinomufadzawo.
1

Kutusa kupa mubhadharo kumunhu anenge akuitira basa.
2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tushu
Kana zvinhu zvati tushu zvinenge zvazara mazvanga zvichiiswa kusvika pamuromo.
VerengaSwipe for the next word