KwaunobvaDuramazwiTtushu

Duramazwi

tushu

Zvinoreva

Kana zvinhu zvati tushu zvinenge zvazara mazvanga zvichiiswa kusvika pamuromo.

Kuti tushu kubaya kunobudisa zviri mukati mechinhu chakaita semuchero waibva.

1

Takadira zviyo mubhagidhi kusvika zvati tushu.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tushuka

Kana chinhu chine mvura mukati chikatushuka, chinenge chabayiwa ikabuda.

Verenga

Swipe for the next word