Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chine mvura mukati chikatushuka, chinenge chabayiwa ikabuda.
1
Kana chinhu chine mvura mukati chikatushuka, chinenge chabayiwa ikabuda.
Kana chinhu chine mvura mukati chikatushuka, chinenge chabayiwa ikabuda.
Kukavangura chinhu kuchibaya nechimweo chakapinza, zvanga zviri mukati zvobva zvatushuka.
Kuti kavangu kutushuka kunoita zvinhu zvinenge zvakaita mvura mvura.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tushura
Kana uchitushura unenge uchibaya chinhu chine myura mukati ichibuda.
VerengaSwipe for the next word