KwaunobvaDuramazwiPputika

Duramazwi

putika

explode

Zvinoreva

Kuputika kutsemuka nokukasira, kunoita chinhu chazarisa nemweya kana nechimwe chinhu.

1

Kuputika kutsemuka nokukasira, kunoita chinhu chazarisa nemweya kana nechimwe chinhu.

Sikorokoro imotokari yasakara, inotinhira ichiputika putika.

Worse pavaiona Natasha vaibva vaita kunge vachaputika chaiko neshungu nekuti vainzwa kurwadziwa.

Maitakue vakaputika havo nekuseka kwave Kubva vati "Chinekewo!

2

Kana vanhu vaputika kuseka vanenge vangoerekana vangoti bvu vese kuseka nguva imwe chete.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word