KwaunobvaDuramazwiDdhuuka

Duramazwi

dhuuka

Zvinoreva

Kana pfuti yadhuuka inenge yaita ruzha rwokuputika.

1

Kana pfuti yadhuuka inenge yaita ruzha rwokuputika.

Mutinhiro ruzha runobuda mumishini yakaita semota kana zvombo zvinodhuuka, zvakaita semabhambo kana pfuti.

Urwu rudzi rwebhambo rinoteyiwa richiita zvokufushirwa muvhu, kuitira kuti rigodhuuka kana muvengi aritsika.

Kana pfuti yadhuuka inenge yaita ruzha rwokuputika.

2

Kudhuuka kupfachukira kunze nokukasika kwezvinhu zvanga zvakazarisa nokumanikidzana mukati. Kana doro rikaramba richivira muchigubhu chakavharwa rinozodhuuka.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dhuura

Kana vanhu vanogadzira migwagwa vachidhuura madharamedha vanenge vachiaputitsa kuitira kuti agotsemura matombo makuru.

Verenga

Swipe for the next word