KwaunobvaDuramazwiTtuvira

Duramazwi

tuvira

hostile

Zvinoreva

Kana mukaka ukanzi watuvira unenge wagarisa wakakora usina kudyiwa zvekuti unenge wazara zvimvura zvinovava.

1

Kana munhu akanzi atuvira anenge asisina kugadzikana, ongoitira munhu wese hasha chero neanenge asina chaamutadzira.

Kana chinwiwa chakaita sedoro chikanzi chatuvira chinenge chashata chisisanwiki. Hwahwa hwatuvira uhwu, madii kuhurasa.

2

3

Kana munhu akanzi atuvira anenge asisina kugadzikana, ongoitira munhu wese hasha chero neanenge asina chaamutadzira.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuwaidza

Kutuwaidza kuita kuti munhu afambe asina chinangwa.

Verenga

Swipe for the next word