Duramazwi
Zvinoreva
Kana chokudya chichidurungunda chinenge chichivava zvakanyanya. Mukaka ukagarisa kwamazuva kuchipisa unenge wodurungunda kana ukaunwa.
1

2
Kana munyu wadurungunda unenge usingachavavi, kazhinji chiko-
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03durunhuru
Durunhuru idutu remarara anosara panenge papurwa zvirimwa.
VerengaSwipe for the next word