KwaunobvaDuramazwiDdurura

Duramazwi · zita

durura

shedding

-dururira

Zvinoreva

Durura ibundo rinoreba, rinowanikwa pakanyorova, rinotumbuka richiita dzvuku.

Kudurura chinhu kuchiburitsa kubva mumudziyo wachiri.

1

Kana murwere achinzi ari kudurura anenge achiburitsa manyoka akaita mvura mvura.

Mupande kutinhira kune simba kunoitika kana kunze kwava kuda kunaya, kana kuti ku- chitodurura mvura.

2

3

Zvakafanana

-dururira

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word