KwaunobvaDuramazwiDdurunhuru

Duramazwi

durunhuru

zarezarehumbarotadutu

Zvinoreva

Durunhuru idutu remarara anosara panenge papurwa zvirimwa.

1

Durunhuru inzvimbo inorasirwa madota, namamwewo marara.

2

Zvakafanana

zarezare · humbarota · dutu

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

durunu

Kuti durunu kudira chinhu kuchidzorera machanga chiri.

Verenga

Swipe for the next word