Duramazwi
Zvinoreva
Kuchaya munhu kumurova, kazhinji nemaoko.
Kana munhu achiti anochaya anenge achireva kuti anomwa doro.
Kana nguva ichinzi yachaya inenge yasvika panenge pakatarisirwa.

Mukoma vakandichaya nembama ndatadza kuteya riva.
Kuchaya foni kubaya nhamba dzemunhu wauri kuda kutaura naye parunhare.
Kuchaya kuburitsa manyoka kunoita munhu anorwara nomudumbu.
Ndakaswerochaya zuva rose mushure mokudya chikafu chakaora.
Kana munhu achiti anochaya anenge achireva kuti anomwa doro.
Mukoma vakandichaya nembama ndatadza kuteya riva.
Undifonere faifi dzisati dzachaya.
Kuchaya foni kubaya nhamba dzemunhu wauri kuda kutaura naye parunhare.
Kana nguva ichinzi yachaya inenge yasvika panenge pakatarisirwa.
Undifonere faifi dzisati dzachaya.
Mukoma vakandichaya nembama ndatadza kuteya riva.
Kuchaya foni kubaya nhamba dzemunhu wauri kuda kutaura naye parunhare.
Zvakafanana
-rova · -panza · -dzasa
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chayo
Chayo izita rinopiwa miti yose inogona kushandiswa somushonga wokuuraya hove dziri mudziva.
VerengaSwipe for the next word