KwaunobvaDuramazwiCchavhumbuka

Zvinoreva

Chavhumbuka ibundo rinomera mumunda, zvikuru pane mupfudze wakawanda uye rinobereka vana vane minzwa miviri inobaya kana yaoma.

1

Zvakafanana

chidhongi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chawa

Kuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti mvura inopfachuka ichikwira mudenga.

Verenga

Swipe for the next word