Duramazwi
Zvinoreva
Kuchavanga kucheka kana kutema chinhu zvakadzika uchishandisa chombo chinopinza.
1
Kuchavanga kucheka kana kutema chinhu zvakadzika uchishandisa chombo chinopinza.
Chikafu chose chavanga vakagadzirira kudya hapana kana chavange vachibata usiku hwanhasi.
Mai vakatenga chitofu chegasi vakatengesa chegetsi chavanga vainacho.
Kuchavanga kucheka kana kutema chinhu zvakadzika uchishandisa chombo chinopinza.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chavangu
Kuti chavangu kutema kana kucheka chinhu zvakadzika.
VerengaSwipe for the next word