KwaunobvaDuramazwiCchawa

Zvinoreva

Kuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti mvura inopfachuka ichikwira mudenga.

1

Kukatanura nhumbi dziri pamuviri ku-dzibvisa, iwe wosara usina chawa-kapfeka.

Kuti chawa kuwira mumvura kwechinhu zvine simba zvokuti mvura inopfachuka ichikwira mudenga.

Kumbambatira kutanga kuvenga chinhu chawa imboda kana kuyemura.

Zvakafanana

chati

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chaya

Kuchaya munhu kumurova, kazhinji nemaoko.

Verenga

Swipe for the next word