Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chayo izita rinopiwa miti yose inogona kushandiswa somushonga wokuuraya hove dziri mudziva.
1
Chayo izita rinopiwa miti yose inogona kushandiswa somushonga wokuuraya hove dziri mudziva.
Iyo chayo yaitoda mhandara yayaizvivhurira yega yozove ichizvidyira pese painenge yanzwira nhomba.
Ngwena haidyi chebamba chayo chinoza neronga.
Haina kunge yaziva kuti vanhu vakange vanyeurirwa kare nechirikadzi iyi kuti painge paita munhu muchirugwi chayo.
Zvakafanana
mutika · chitupatupa · jero
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chaza
Kana uchichaza unenge uchidimbura chinhu chakanyorovera nebanga kana sanhu rinopinza chaizvo.
VerengaSwipe for the next word