KwaunobvaDuramazwiDdupadupa

Duramazwi · zita

dupadupa

chitupatupa

Zvinoreva

Dupa-dupa muti une mudzi unoshandiswa kudhakisa hove mudziva. Mudziva mukakandwa dupadupa, hove dzinobatwa namaoko.

1

Zvakafanana

chitupatupa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dupuka

Kudupuka kusava noukuru kana mumhu mukuru.

Verenga

Swipe for the next word