Duramazwi
dura
storehouse · reservoir · cellar · granary

Kutaura chokwadi.
Kuboora.
Dura imba inochengeterwa mbeu dzakohwewa.
Kutaura chokwadi.
Ushunga mushonga wokuchengeredza dura, kana mbeu dziri mumunda, kuti dzisatorwe nevanoshandisa mishonga.
Dura kamupanda kanorongedzerwa mbesa muhozi.
Dura imba inochengeterwa mbeu dzakohwewa.
Kudura kutaura pachena zvambenge zvakavanzwa. Mbavha yakapedzisira yadura shamwari dzayo dzose kumapurisa.
Kudura kubvuma kuti zvinhu zvakuomera, iwe wambenge uchiti unozvigona.
Kana muroyi achidura anenge achitaura pachena kuti ndiye akakuvadza kana kuti kuuraya munhu.
Kuboora.
Dura kamupanda kanorongedzerwa mbesa muhozi.
Dura imba inochengeterwa mbeu dzakohwewa.
Kupaza dura kudya zvinhu zvakawandisa panguva imwe chete munhu asingachengeti kana kusiya zvimwe zvokuti azodya panguva inotevera.

Kukwereta mari kudura remari kunoita kuti muzvinabasa abudirire mubasa rake.
Dura kamupanda kanorongedzerwa mbesa muhozi.
-dudza · -reurura · ngarani
Duramazwi
01 / 03durama
Durama mwana anenge akafairwa mazino epamberi kuita saka.
VerengaSwipe for the next word