KwaunobvaDuramazwiHhozi

Zvinoreva

imba inovakwa pamusoro pamabwe kana ruware, ine matura anoiswa mbeswa dzakasiyana.

1

imba inovakwa pamusoro pamabwe kana ruware, ine matura anoiswa mbeswa dzakasiyana.

Kuti hozi hozi kugara pasi kunenge kwakaita vanhu vakawanda vakambozorora basa, kazhinji kacho vari pasi pomumvuri.

Takasvuura makavi ekusunga nhungo dzedenga rehozi.

Dura kamupanda kanorongedzerwa mbesa muhozi.

2

imba yokurarira, yakasiyana neyo-kubikira pakuti iyo ine makona mana.

Zvakafanana

dura · tsapi

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hozi hozi

Kuti hozi hozi kugara pasi kunenge kwakaita vanhu vakawanda vakambozorora basa, kazhinji kacho vari pasi pomumvuri.

Verenga

Swipe for the next word