KwaunobvaDuramazwiHhozhwa

Zvinoreva

kapuka kadiki kasina mabhonzo kana makumbo, kanogara panze kana mumvura, kanofamba kari mukati medemhe rinova imba yako.

muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji une unye hunovava, uye unobereka vana vanenge nyemba.

1

Kuti chwaa kurira kunoita hozhwa kana zongororo ratsikwa nechimwe chinhu.

Hohozhwa vana vanoberekwa nemuhohoshwa vane makanda ane unye hunovava.

Nyengeredzi idemhe rehozhwa rinowanikwa kumahombekombe emakungwa.

2

muti unowanikwa munzvimbo dzinonaya mvura zhinji une unye hunovava, uye unobereka vana vanenge nyemba.

Kuti chwaa kurira kunoita hozhwa kana zongororo ratsikwa nechimwe chinhu.

Nyengeredzi idemhe rehozhwa rinowanikwa kumahombekombe emakungwa.

Nyengeredzi mushonga unenge wakasanganiswa nedemhe rehozhwa, unozorwa mwana, unonzi unovharidzira kurwara nenhova.

Zvakafanana

hohoshwa · hurukuru

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word