Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hohoshwa kamuti kanobereka vana vanenge nyemba, vane unye hunovava.
1

Hohozhwa vana vanoberekwa nemuhohoshwa vane makanda ane unye hunovava.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hohozhwa
Hohozhwa vana vanoberekwa nemuhohoshwa vane makanda ane unye hunovava.
VerengaSwipe for the next word