Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hurukuru muti unokura wakatambarara unobereka vana vanoita unye hunososona chaizvo.
Hurukuru inzvimbo kana chivakwa chinomirira nhoroondo yeupenyu hwevagari vepo, kana kuti vaimbogarapo, sezvakaita Masvingo eZimbabwe.

Muenzaniso Nyora hurukuru pakati pababa naamai vari kukurukura pamusoro pekuda kuzvarira mwanasikana wavo.

Hurukuru vana vane makanda ane unye hunovava, vanoberekwa nemuti unokura wakatambarara.

Hurukuru ruzha runoitwa netsuro painenge ichimhanya.
Hurukuru inzvimbo kana chivakwa chinomirira nhoroondo yeupenyu hwevagari vepo, kana kuti vaimbogarapo, sezvakaita Masvingo eZimbabwe.
Muenzaniso Nyora hurukuru pakati pababa naamai vari kukurukura pamusoro pekuda kuzvarira mwanasikana wavo.
Hurukuru muti unokura wakatambarara unobereka vana vanoita unye hunososona chaizvo.
Hurukuru vana vane makanda ane unye hunovava, vanoberekwa nemuti unokura wakatambarara.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hurumatandare
Uyu mutambo unowanza kutambwa navakomana vachipotsera matombo kumawere mugomo.
VerengaSwipe for the next word