Duramazwi · zita
uriri
floor
Duramazwi · zita
floor
Uriri pasi pemba pakaroverwa.
Uriri ndezvinobayabaya nokusosona, zvinowanikwa pamashizha akaita seechibage.
Uriri pasi pemba pakaroverwa.
Njiva dzinoteta makoto pauriri.
Uriri hwemba hunowanza kugadzirwa nekongiri kuti imba yacho ibva yasimba.
Uriri inzvimbo inodzurwa nendove yokupurira zviyo.
Njiva dzinoteta makoto pauriri.
Uriri ndezvinobayabaya nokusosona, zvinowanikwa pamashizha akaita seechibage.
Uriri hwemba hunowanza kugadzirwa nekongiri kuti imba yacho ibva yasimba.
Uriri ndezvinobayabaya nokusosona, zvinowanikwa pamashizha akaita seechibage.
Kushangura kurova uriri hwemumba, zvinoita kuti muchisara makatsvedzerera.
Hurukuru.
Duramazwi
01 / 03urisi
Urisi kufudza zvipfuyo.
VerengaSwipe for the next word