KwaunobvaDuramazwiHhurudza

Duramazwi · zita

hurudza

Zvinoreva

Hurudza murimi ane mukurumbira zvokuti haashayi chikafu kunyangwe mugore renzara.

1

Hurudza murimi ane mukurumbira zvokuti haashayi chikafu kunyangwe mugore renzara.

Pane danga pane mombe, pane hundi pagara hurudza.

Hurudza murimi ane mukurumbira zvokuti haashayi chikafu kunyangwe mugore renzara.

Nyanzvi munhu ane ruzivo rwekukwanisa chimwe chinhu kudarika vamwe vazhinjizhinji. Hurudza inyanzvi pakurima nekuchengeta zvipfuyo.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hurudzira

Hurudzira unyanzvi pakuronga, pakupa mazano nekutungamira vamwe pakuita mabasa ebudiriro.

Verenga

Swipe for the next word