KwaunobvaDuramazwiHhuru

Duramazwi

huru

-kuru

Zvinoreva

Ichi chipauro chemupanda 9 ne 10.

1

Ichi chipauro chemupanda 9 ne 10.

Nzombe huru yakabva mukurerwa.

Unotarisirwa kunyurura pfungwa huru chete, idzo unoshandisa mukunyora basa rako.

Kana kuti iye ndiye owana nguva huru yokuramba achitaura ega zvinhu zvizhinji.

Zvine chekuita

-kuru

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hurududika

Kuhurududika kusuruvara kwemunhu atsamwiswa kana kufirwa.

Verenga

Swipe for the next word