KwaunobvaDuramazwiHhuro

Duramazwi · zita

huro

throat

tsinzochimedzomutsipa

Zvinoreva

Huro mwena unoshandiswa kumedzesa zvekudya kubva mumukanwa kuenda kudumbu.

1

Huro mwena unoshandiswa kumedzesa zvekudya kubva mumukanwa kuenda kudumbu.

Huro yaTanaka yakaramba kumedzeka sadza asi Tadiwa akari pura zvisina mudzimu akamboita.

Chero dai aizongodzvuta huro imwechete orega zvake as long drink rapinda mudumbu chete zvinenge zvatoita.

Huro inhengo yemuviri iri pakati pemusoro nemapfudzi, iri iyo yakatakura musoro.

2

Huro inhengo yemuviri iri pakati pemusoro nemapfudzi, iri iyo yakatakura musoro.

3

Kana munhu achinzi aita huro imwe yechaanenge achinwa anenge angochimedza kamwe chete.

Zvakafanana

tsinzo · chimedzo · mutsipa

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word