KwaunobvaDuramazwiMmutsipa

Duramazwi · zita

mutsipa

neck

Zvinoreva

Mutsipa i- nhengo yemuviri yakagarwa nemu- soro, iri pakati pemusoro nemapfu- dzi.

1

Mutsipa i- nhengo yemuviri yakagarwa nemu- soro, iri pakati pemusoro nemapfu- dzi.

Paakanga achimumonyorora mutsipa ndakanzwa kuti ka ndichibva ndaziva kuti aizoridza mhere chete.

Huku yakaurayiwa nokushonyonga mutsipa.

Kuchomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu achienda zvishoma nezvishoma.

Zvakafanana

huro

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word