KwaunobvaDuramazwiMmutsoka

Duramazwi · zita

mutsoka

Zvinoreva

Mutso- ka munhu anofamba famba zvikuru, asingagoni kugara panzvimbo imwe chete.

1

Mutso- ka munhu anofamba famba zvikuru, asingagoni kugara panzvimbo imwe chete.

Muudzei akweshe man'a ari mutsoka dzake avo, anenge achatopinda shereni.

Nhonho marwadzo anoita mutsoka, anoita kuti munhu atadze kunyatsotsika pakufamba.

Kugobodeka kufamba zvine ruzha mukati, sezvinoita munhu ane shangu dzakakurisa mutsoka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutsomeko

Mutsomeko chimuti chakatesvera kumberi, chi- noshandiswa kupindurisa nyama i- nenge ichigochwa.

Verenga

Swipe for the next word