KwaunobvaDuramazwiHhuriti

Duramazwi · zita

huriti

bandachakatanyimbiri

Zvinoreva

Huriti ishiri yorudzi rwenjiva asi iyo yakasvibirira, uye inodya tsamvi, makuya nemimwewo michero.

1

Pakukwereta mari shuriti munhu anovimbisa kuzobhadhara kana nyakukwereta akundikana.

Zvakafanana

bandachakata · nyimbiri

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word