KwaunobvaDuramazwiHhurekure

Duramazwi · zita

hurekure

lhwarikwari

Zvinoreva

Hurekure mutambo unotambwa vanhu vachikwikwidzana kuona anokanda zvinoenda kure kupinda vamwe.

Hurekure ishiri ine tumakumbo turefu, nemavara machena nematema, inogara munzvimbo dzine mapani.

1

2

Zvakafanana

lhwarikwari

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word